11 Vanhu veJudha navanhu veIsraeri vachabatanazve, uye vachasarudza mutungamiri mumwe chete uye vachasimukira panyika, nokuti zuva raJezireeri richava zuva guru.
Verenga chitsauko zvakakwana Hosea 1
Maonero Hosea 1:11 akapoteredza