Hosea 1:4 BDMCS

4 Ipapo Jehovha akati kuna Hosea, “Mutumidze zita rokuti Jezireeri, nokuti ndava kuda kuranga imba yaJehu zvino nokuda kwavanhu vakaurayiwa paJezireeri, uye ndichagumisa umambo hwaIsraeri.

Verenga chitsauko zvakakwana Hosea 1

Maonero Hosea 1:4 akapoteredza