Hosea 1:7 BDMCS

7 Asi ndicharatidza rudo kuimba yaJudha; uye ndichavaponesa, kwete nouta, munondo kana kurwa, kana namabhiza kana navatasvi vamabhiza, asi naJehovha Mwari wavo.”

Verenga chitsauko zvakakwana Hosea 1

Maonero Hosea 1:7 akapoteredza