Hosea 10:10 BDMCS

10 Nenguva yandinoda ndichavaranga; ndudzi dzichaungana kuti dzivarwise nokuvaisa muusungwa nokuda kwezvivi zvavo zviviri.

Verenga chitsauko zvakakwana Hosea 10

Maonero Hosea 10:10 akapoteredza