Hosea 10:14 BDMCS

14 kuomba kwehondo kuchamukira vanhu venyu, zvokuti masvingo enyu ose achaparadzwa, sokuparadzwa kwakaitwa Bheti Aribheri neSharimani pazuva rokurwa, vanamai pavakapanhirwa pasi pamwe chete navana vavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Hosea 10

Maonero Hosea 10:14 akapoteredza