Hosea 10:3 BDMCS

3 Ipapo vachati, “Hatina mambo nokuti hatina kukudza Jehovha. Asi kunyange dai taiva namambo, angadai akatiitireiko?”

Verenga chitsauko zvakakwana Hosea 10

Maonero Hosea 10:3 akapoteredza