Hosea 11:9 BDMCS

9 Handingazadzisi kutsamwa kwangu kukuru kana kutendeuka kuti ndiparadze Efuremu. Nokuti ndiri Mwari, kwete munhu, Mutsvene pakati penyu. Handingauyi ndakatsamwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Hosea 11

Maonero Hosea 11:9 akapoteredza