Hosea 12:1 BDMCS

1 Efuremu anodya mhepo; anodzingana nemhepo yokumabvazuva zuva rose uye anowedzera nhema pamwe chete nechisimba. Anoita sungano neAsiria, uye anoendesa mafuta omuorivhi kuIjipiti.

Verenga chitsauko zvakakwana Hosea 12

Maonero Hosea 12:1 akapoteredza