Hosea 12:8 BDMCS

8 Efuremu anozvikudza achiti, “Ndakapfuma kwazvo; ndazova mupfumi chaiye. Noupfumi hwangu hwose havangawani mandiri chakaipa chipi zvacho kana chivi mukati mangu.”

Verenga chitsauko zvakakwana Hosea 12

Maonero Hosea 12:8 akapoteredza