Hosea 14:7 BDMCS

7 Vanhu vachagarazve mumumvuri wake. Achararama sezviyo. Achatunga maruva somuzambiringa, uye mbiri yake ichafanana newaini yeRebhanoni.

Verenga chitsauko zvakakwana Hosea 14

Maonero Hosea 14:7 akapoteredza