Hosea 2:13 BDMCS

13 Ndichavaranga nokuda kwamazuva avakapisira zvinonhuwira kuna Bhaari; vakazvishonga nemhete nezvishongo, vakatevera vadiwa vavo, asi ini vakandikanganwa,” ndizvo zvinotaura Jehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Hosea 2

Maonero Hosea 2:13 akapoteredza