Hosea 2:15 BDMCS

15 Ikoko ndichavadzosera minda yavo yemizambiringa uye ndichaita kuti mupata weAkori uve musuo wetariro. Ikoko vachaimba sapamazuva oumhandara hwavo, sapamazuva avakabuda kubva muIjipiti.

Verenga chitsauko zvakakwana Hosea 2

Maonero Hosea 2:15 akapoteredza