Hosea 2:3 BDMCS

3 Kana zvikasadaro, ndichavabvisa nguo dzose vagosara vakashama sezvavakanga akaita musi wavakaberekwa. Ndichavaita segwenga ndigovashandura vave nyika yakaoma uye ndichavauraya nenyota.

Verenga chitsauko zvakakwana Hosea 2

Maonero Hosea 2:3 akapoteredza