3 Ipapo ndakati kwaari, “Unofanira kugara neni kwamazuva akawanda; haufaniri kuva chifeve kana kudanana nomumwe murume, uye ndichagara newe.”
Verenga chitsauko zvakakwana Hosea 3
Maonero Hosea 3:3 akapoteredza