Hosea 4:12 BDMCS

12 kwavanhu vangu vanobvunza chifananidzo chedanda uye vanopindurwa netsvimbo yomuti. Mweya woufeve unovatungamirira mukurasika, havana kutendeka kuna Mwari wavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Hosea 4

Maonero Hosea 4:12 akapoteredza