Hosea 4:14 BDMCS

14 “Handizorangi vanasikana venyu pavanotendeukira kuufeve, kana varoora venyu pavanoita upombwe, nokuti varume pachavo vanoenda kuzvifeve. Uye vanobayira pamwe chete nezvifeve zvapanzvimbo dzinoereswa. Vanhu vasinganzwisisi vachasvika pakuparadzwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Hosea 4

Maonero Hosea 4:14 akapoteredza