Hosea 4:7 BDMCS

7 Vaprista vakati vachiwanda, kunditadzira kwavo kukawandawo; vakatsinhanisa kukudzwa nechimwe chinhu chinonyadzisa.

Verenga chitsauko zvakakwana Hosea 4

Maonero Hosea 4:7 akapoteredza