Hosea 7:10 BDMCS

10 Kuzvikudza kwaIsraeri kunomupupurira zvakaipa, asi kunyange zvakadaro iye haadzoki kuna Jehovha Mwari wake kana kumutsvaka.

Verenga chitsauko zvakakwana Hosea 7

Maonero Hosea 7:10 akapoteredza