Hosea 8:5 BDMCS

5 Rasira kunze chifananidzo chako chemhuru, iwe Samaria! Kutsamwa kwangu kunopisa somoto pamusoro pavo. Vachasvika riniko vasingagoni kuzvichenesa?

Verenga chitsauko zvakakwana Hosea 8

Maonero Hosea 8:5 akapoteredza