Hosea 9:17 BDMCS

17 Mwari wangu achavaramba nokuti havana kumuteerera; vachava vadzungairi pakati pendudzi.

Verenga chitsauko zvakakwana Hosea 9

Maonero Hosea 9:17 akapoteredza