Isaya 10:10 BDMCS

10 Ruoko rwangu sezvarwasvikira umambo hwezvifananidzo, umambo hune zvifananidzo zvakakunda zveJerusarema neSamaria,

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 10

Maonero Isaya 10:10 akapoteredza