Isaya 10:13 BDMCS

13 Nokuti iye anoti,“Nesimba ramaoko angu ndakaita izvi, uye nouchenjeri hwangu, nokuti ndinonzwisisa. Ndakabvisa miganhu yendudzi, ndikapamba pfuma yavo; semhare ndakakunda madzimambo avo.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 10

Maonero Isaya 10:13 akapoteredza