Isaya 10:19 BDMCS

19 Uye miti yakasara yamasango ake ichava mishoma kwazvo, zvokuti mwana angagona kuinyora pasi.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 10

Maonero Isaya 10:19 akapoteredza