Isaya 10:22 BDMCS

22 Kunyange vanhu vako, iwe Israeri, vakaita sejecha regungwa, vachasara chete ndivo vachadzokera. Kuparadzwa kwakatotemwa, kuzere nokururama.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 10

Maonero Isaya 10:22 akapoteredza