Isaya 10:29 BDMCS

29 Vanopfuura napamupata, vagoti, “Tichadzika matende paGebha usiku.” Rama rinobvunda; Gibhea raSauro rinotiza.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 10

Maonero Isaya 10:29 akapoteredza