Isaya 10:33 BDMCS

33 Tarirai Ishe, Jehovha Wamasimba Ose, achatema matavi nesimba guru. Miti mirefurefu ichawiswa, uye yakareba ichadzikiswa.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 10

Maonero Isaya 10:33 akapoteredza