Isaya 10:6 BDMCS

6 Ndiri kumutuma kurudzi rusina Mwari, ndinomutuma kuvanhu vanonditsamwisa, kundokomba nokutora nokubvuta zvakapambwa, nokuvatsikirira pasi sedope riri mumigwagwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 10

Maonero Isaya 10:6 akapoteredza