12 Achasimudzira marudzi mureza uye achaunganidza vakadzingwa vaIsraeri; achaunganidza vakaparadzirwa vavanhu veJudha, kubva kumativi mana enyika.
Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 11
Maonero Isaya 11:12 akapoteredza