Isaya 11:8 BDMCS

8 Mwana mucheche achatambira pedyo nomwena wemhakure, uye mwana mudiki achaisa ruoko rwake mumwena wenyoka.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 11

Maonero Isaya 11:8 akapoteredza