Isaya 13:11 BDMCS

11 Ndicharanga nyika nokuda kwokuipa kwayo, navakaipa nokuda kwezvivi zvavo. Ndichagumisa vanozvikudza pakudada kwavo, uye ndichaderedza kuzvikudza kwavasina tsitsi.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 13

Maonero Isaya 13:11 akapoteredza