Isaya 13:19 BDMCS

19 Zvino Bhabhironi rembiri paumambo, kubwinya kwokuzvikudza kwavaBhabhironi, richaparadzwa naMwari kufanana neSodhomu neGomora.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 13

Maonero Isaya 13:19 akapoteredza