Isaya 13:8 BDMCS

8 Kutya kuchavabata, kurwadziwa nokugomera zvichavabata, vachamonyoroka somukadzi ari kusununguka. Vachatarisana vachishamisika mumwe nomumwe wavo, zviso zvavo zvichipfuta.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 13

Maonero Isaya 13:8 akapoteredza