Isaya 14:25 BDMCS

25 Ndichapwanya muAsiria munyika yangu; ndichamutsikirira pasi pamusoro pegomo rangu. Joko rake richabviswa kubva pavanhu vangu, nomutoro wake wokubva pamabvudzi avo.”

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 14

Maonero Isaya 14:25 akapoteredza