Isaya 14:30 BDMCS

30 Murombo wavarombo achawana mafaro, uye vanoshayiwa vacharara pasi murugare. Asi ndichaparadza mudzi wako nenzara; ichauraya vakasara vako.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 14

Maonero Isaya 14:30 akapoteredza