Isaya 16:6 BDMCS

6 Takanzwa nezvokuzvikudza kwaMoabhu, namanyawi ake makuru uye kuzvida kwake, kuzvikudza kwake nokuvirima kwake, asi kuzvirumbidza kwake hakuna maturo.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 16

Maonero Isaya 16:6 akapoteredza