Isaya 17:10 BDMCS

10 Nokuti wakanganwa Mwari Muponesi wako, hauna kurangarira Dombo, iyo nhare yako. Naizvozvo, kunyange ukazvisimira miti yakanakisisa, uye ukadyara mizambiringa inobva kune dzimwe nyika,

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 17

Maonero Isaya 17:10 akapoteredza