Isaya 17:13 BDMCS

13 Kunyange vanhu vakaomba sokutinhira kwamafungu emvura, paanovatuka vachatizira kure, vachidzingirirwa nemhepo sehundi pamusoro pezvikomo, kufanana nouswa hunozungunuswa pamberi pedutu guru.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 17

Maonero Isaya 17:13 akapoteredza