Isaya 18:3 BDMCS

3 Imi mose muri pasi pose, imi munogara panyika, kana mureza wasimudzwa pamusoro pamakomo, muchauona, uye kana hwamanda yarira, muchainzwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 18

Maonero Isaya 18:3 akapoteredza