Isaya 19:11 BDMCS

11 Machinda eZoani haasi chinhu asi mapenzi; makurukota aFaro akachenjera anopa zano risina mano. Mungareva sei kuna Faro, kuti, “Ndini mumwe wavakachenjera, mudzidzi wamadzimambo akare?”

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 19

Maonero Isaya 19:11 akapoteredza