Isaya 2:17 BDMCS

17 Kuzvikudza kwomunhu kuchaderedzwa, uye kuzvikudza kwavanhu kuchaninipiswa; Jehovha oga ndiye achakudzwa pazuva iro,

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 2

Maonero Isaya 2:17 akapoteredza