Isaya 2:21 BDMCS

21 Vachatizira kumapako amatombo nokumikaha yakarembera, nokuda kwokutya Jehovha, uye nokubwinya kwoumambo hwake, paanosimuka kuti azungunutse nyika.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 2

Maonero Isaya 2:21 akapoteredza