Isaya 22:11 BDMCS

11 Makavaka gungwa pakati pamasvingo maviri, kuti muchingidzire mvura yomudziva rakare, asi hamuna kutarira kuna Iye akariita, kana kuva nehanya naIye akazvironga kare.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 22

Maonero Isaya 22:11 akapoteredza