Isaya 22:18 BDMCS

18 Achakupomba-pomba sebhora agokukanda munyika yakakura. Ndimo mauchafira, uye ngoro dzako dzine mbiri dzichasara imomo, iwe wokunyadzisa imba yatenzi wako!

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 22

Maonero Isaya 22:18 akapoteredza