Isaya 22:24 BDMCS

24 Mbiri yeimba yababa vake ichaturikwa paari; matavi namabukira, nemidziyo midiki yose, kubva pamikombe kusvikira pamakate ose.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 22

Maonero Isaya 22:24 akapoteredza