Isaya 23:1 BDMCS

1 Chirevo pamusoro peTire: Ungudzai imi zvikepe zveTashishi! Nokuti Tire raparadzwa uye rasiyiwa risina imba kana pangamira zvikepe. Shoko rakasvika kwavari richibva kunyika yeSaipurasi.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 23

Maonero Isaya 23:1 akapoteredza