Isaya 23:4 BDMCS

4 Nyara, iwe Sidhoni, uye newe nhare yegungwa, nokuti gungwa rataura richiti, “Handina kumborwadziwa kana kubereka; handina kumborera vanakomana kana kukurisa vanasikana.”

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 23

Maonero Isaya 23:4 akapoteredza