Isaya 24:16 BDMCS

16 Kubva kumigumo yenyika tinonzwa kuimba kunoti: “Ngaakudzwe iye Akarurama.”Asi ini ndakati, “Ndarukutika, ndarukutika! Ndine nhamo! Vanyengeri vakaita zvinhu nokunyengera! Vanyengeri vakaita zvinhu nokunyengera kukuru!”

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 24

Maonero Isaya 24:16 akapoteredza