Isaya 24:18 BDMCS

18 Ani naani anotiza kutinhira kunotyisa, achawira mugomba; ani naani anokwira achibuda mugomba achabatwa mumusungo.Nokuti mawindo okudenga azaruka, uye nheyo dzapanyika dzozungunuka.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 24

Maonero Isaya 24:18 akapoteredza