Isaya 25:8 BDMCS

8 iye achamedza rufu nokusingaperi. Wamasimba Ose achapisika misodzi kubva pazvose zvose; achabvisa kunyadziswa kwavanhu vake panyika yose.Jehovha ataura.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 25

Maonero Isaya 25:8 akapoteredza