Isaya 26:18 BDMCS

18 Takanga tine mimba, tichimonyoroka mukurwadziwa, asi takabereka mhepo. Hatina kuvigira nyika ruponeso; hatina chatakaberekera vanhu venyika.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 26

Maonero Isaya 26:18 akapoteredza